KwaunobvaDuramazwiHhari

Zvinoreva

Hari chiumbwa chevhu chinobikirwa zvokudya pachoto, nekuchengeterwa zvinwiwa nezvimwewo zvokudya.

1

Hari chiumbwa chevhu chinobikirwa zvokudya pachoto, nekuchengeterwa zvinwiwa nezvimwewo zvokudya.

Varimi vakagadzikirwa hari yechikumura kuti vawane rimwe simba.

Kufa kweane hari anosiya mazonde.

Hari haiviri isina mukuchidziri.

Zvine chekuita

honzwa

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

harivhikwi

Kana vanhu vachitaura nyaya mumwe achidavira achiti harivhikwi anenge achireva kuti akaterera mashoko ari kuturwa.

Verenga

Swipe for the next word