Duramazwi · zita
Harare
cote
Duramazwi · zita
cote
Harare ndiro guta guru renyika yeZimbabwe.
Harare ndiro guta guru renyika yeZimbabwe.
Maitakue vakanorongedza hembe dzavo dzose kwave kuenda kumusha kwavo kudande all the way from Harare.
Kanofunga kuti Harare yakapfava nhai.
Kutamba zvangu kwandanga ndichiita kuti ndasiya baba vako vauya kubva ku-Harare.
Duramazwi
01 / 03harati
Harati igonye diki rinodyiwa uye rinowanikwa mumuti womukarati munguva dzezhizha.
VerengaSwipe for the next word