KwaunobvaDuramazwiHharati

Duramazwi · zita

harati

mhoto

Zvinoreva

Harati igonye diki rinodyiwa uye rinowanikwa mumuti womukarati munguva dzezhizha.

1

Harati igonye diki rinodyiwa uye rinowanikwa mumuti womukarati munguva dzezhizha.

Harati igonye diki rinodyiwa uye rinowanikwa mumuti womukarati munguva dzezhizha.

Musondya muti une zvimashizha zvidiki zvitete, unonyanya kukura munzvimbo dzine ivhu rakaita jecha, unowanzoberekera harati kana masondya.

Urwu rudzi rwamakonye akafanana neharati anoita mumikondokotiwa achiti kana oenda kune mumwe muti ofamba akaita mudungwe.

Zvakafanana

mhoto

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word