Duramazwi
Zvinoreva
Kana vanhu vachitaura nyaya mumwe achidavira achiti harivhikwi anenge achireva kuti akaterera mashoko ari kuturwa.
1

Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03haro
Haro inzvimbo inosara pakati pezvinhu zviviri zvakagarisana.
VerengaSwipe for the next word