KwaunobvaDuramazwiHharo-o

Zvinoreva

Tinoshandisa izwi rokuti haro-o pakumhorosana nevanhu vezera rimwe chete nesu.

1

Tinoshandisa izwi rokuti haro-o pakumhorosana nevanhu vezera rimwe chete nesu.

Haro-o shamwaari, wanga warovera kupi? Uri kuti munhu wese haro-o haro-o, unofunga kuti uri pafoni here?

2

Tinoshandisa izwi rokuti haro-o pakudaira foni.

Haro-o, ndingataurawo naVaShumba.

Zvakafanana

mhoro · hesi

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

harura

Harura kurova kunoita moyo mushure mekuvhundutswa kana kutyiswa nechimwe chinhu.

Verenga

Swipe for the next word