Duramazwi
Zvinoreva
Iri izwi rinoshandiswa nemunhu kana achikwazisa mumwe akaenzana naye kana mudiki kwaari.
1
Iri izwi rinoshandiswa nemunhu kana achikwazisa mumwe akaenzana naye kana mudiki kwaari.
Zvanhasi zvakaoma zvekuti mukuwasha anoti, *"hesi"* kuna ambuya.
Kuti "hesi" izwi rechimanjemanje rinoreva "mhoro".
2
Iri izwi rinoshandiswa nemunhu achiyemura uye kufadzwa nezvaanenge achiudzwa.
Hesi, i-i shamwari!
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hesvu
Kuti hesvu kuregerera munhu kuti asabhadhara mumwe mutero waanga achifanira kubhadhara.
VerengaSwipe for the next word