KwaunobvaDuramazwiHhei

Duramazwi

hei

Zvinoreva

Kuti hei kukuza n'ombe kuti dzikweve geja, ngoro kana matanda zvine simba.

1

Kuti hei kutaridza kushamiswa nezvinenge zvaitika kana kutaurwa.

2

Mwana wakanaka uvu hei!

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

heji

Heji miti nenge yakadzvarwa yakabatana ichikura ichirukana kuitira kuti iumbe ruzhowa rwemusha.

Verenga

Swipe for the next word