KwaunobvaDuramazwiHhedhuka

Duramazwi

hedhuka

Zvinoreva

Kuhedhuka kurega kunamata sezvawaisimboita, pamusana pokunakirwa nezvakaipa kana zvimwewo zvinofadza zvenyika.

1

Kana wahedhuka unenge wava kupinda imwe chechi, uchisiya yawa-mbenge uchipinda.

2

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hei

Kuti hei kukuza n'ombe kuti dzikweve geja, ngoro kana matanda zvine simba.

Verenga

Swipe for the next word