KwaunobvaDuramazwiHharahwa

Zvinoreva

Harahwa murume anenge akura zvokutofamba akakotamira, uye achishandisa mudonzvo.

1

Harahwa murume anenge akura zvokutofamba akakotamira, uye achishandisa mudonzvo.

Hakuchina harahwa dzinokwanisa kudorongodza nhoroondo yokubva kwavanhu kuGuruuswa.

Harahwa yaiti *gwabada gwabada* ichimema munda wayo.

Harahwa murume anenge akura zvokutofamba akakotamira, uye achishandisa mudonzvo.

Zvakafanana

mutana · mudhara

Zvakasiyana

chembere

Zvine chekuita

musharukwa

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

harambwe

Harambwe isora rinomera mumvura, rinotanda uye rinotsvedza.

Verenga

Swipe for the next word