Duramazwi
tenderedza
encircle · besiege
Duramazwi
encircle · besiege
Kutenderedza kugadzira denderedzi rinenge rakakomba chinhu.
Kutenderedza kugadzira denderedzi rinenge rakakomba chinhu.
Varwi vakanga zvino vatenderedza musha wese.
Apa aiita seaida kuvatenderedza maimhofu asi aishaya kuti otangira papi chaipo kuti vanzwisise.
Kana waya yakatenderedza musha inenge yakaukomba.
Kutenderedza kufamba kusvika wapoterera nzvimbo yose kuseri nokuseri.
Tafamba kupoteredza chikoro chese.
Kutenderedza kufambusa chinhu chichienda nenzira yakaita denderedzwa chiine pamwe pachakabatira.
-poteredza · -zeesa
Duramazwi
01 / 03tendereka
Nhenderekwa.
VerengaSwipe for the next word