Duramazwi
Zvinoreva
Kunyenyeredza kutenderera kana kufamba neparutivi, nokuti unenge usingadi kupfuura nepane mumwe munhu kana chimwe chinhu.
1
Kunyenyeredza kutenderera kana kufamba neparutivi, nokuti unenge usingadi kupfuura nepane mumwe munhu kana chimwe chinhu.
Vanhu vazhinji vanonyenyeredza pamakuva.
Kuti boche-e kuenda neseri kwechinhu uchinyenyeredza pane vanhu kuti vasakuone.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyenyeu
Kuti nyenyeu kuruma chinhu uchisiya paine gomba.
VerengaSwipe for the next word