KwaunobvaDuramazwiNnyenyedzi

Duramazwi · zita

nyenyedzi

Zvinoreva

Nyenyedzi tumwenje twakawanda twunoonekwa mudenga manheru kana kuchinge kusina makore.

1

Nyenyedzi tumwenje twakawanda twunoonekwa mudenga manheru kana kuchinge kusina makore.

Akainzi gwanzu yamatsenganzungu mbama, mukomana akaona nyenyedzi masikati machena.

Akarohwa mbama kumeso akaona nyenyedzi.

Mhindo kusviba kukuru kunenge kwakaita kunze, kusina mwedzi kana nyenyedzi.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyenyenye

Kana chinhu chichiti nyenyenye chinenge chichingaima.

Verenga

Swipe for the next word