KwaunobvaDuramazwiPposvo

Duramazwi · zita

posvo

positihofisi

Zvinoreva

Posvo imba kana kuti bazi rinoitwa mabasa okufambisa matsamba nedzinhare.

1

Posvo imba kana kuti bazi rinoitwa mabasa okufambisa matsamba nedzinhare.

Posvo imba kana kuti bazi rinoitwa mabasa okufambisa matsamba nedzinhare.

Hamvuropu ibutiro repepa rinoiswa tsamba isati yaendeswa ku posvo. Ndakaputira tsamba yomudiwa wangu muhamviropu ina maruva.

Kuposvo bhegi inhamba inonyorwa paadhiresi, kunova kunondosvikira tsamba.

Zvakafanana

positihofisi

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word