Duramazwi · zita
Zvinoreva
Positori ichechi inozvipa zita rayo kubva kuvadzidzi vaJesu. Vamwe varume vemamwe masangano echiPositori vanogara vakagerwa musoro, asi ndebvu vachichengeta.
1
Positori ichechi inozvipa zita rayo kubva kuvadzidzi vaJesu. Vamwe varume vemamwe masangano echiPositori vanogara vakagerwa musoro, asi ndebvu vachichengeta.
Akaita zvokugunda vhudzi rangu, zvokuti vanhu votofunga kuti ndiri mupositori wekwaMarange.
Masowe inzvimbo isingagarwi nevanhu, kunoenda vatenderi vechipositori kundonamata.
Madzibaba izita rinoshandiswa nemapositori pakusheedza munhurume wose anopinda chechi iyi.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03posvo
Posvo imba kana kuti bazi rinoitwa mabasa okufambisa matsamba nedzinhare.
VerengaSwipe for the next word