KwaunobvaDuramazwiBbvumira

Duramazwi

bvumira

condone · tolerate · allow · approve

-tendera

Zvinoreva

Kana munhu achibvumira rumbo anenge achidavirira vanenge vachirushaura.

1

Kana munhu achibvumira rumbo anenge achidavirira vanenge vachirushaura.

Ndaneta nokumira kwandange ndakaita kumadziva." Makurukota akabvumira.

Ndakangobvumira hangu but ndaive ndasvotwa zvisingaite.

Handingatauri pamusangano nekuti izwi rangu rinobvubvumira.

2

Kana munhu abvumira munhu kuti aite chimwe chinhu anenge amutendera kana kumupa mvumo yekuti achiite.

Zvakafanana

-tendera

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvumirana

Kana mabvumirana chimwe chinhu munenge matenda kuti munoda kuchiita kana kuti chiitwe.

Verenga

Swipe for the next word