Kwaunobva/Duramazwi/B/Bvumiranai
Duramazwi
Agree
bvumirano
Bvumirano kuwirirana pamusoro pechimwe chinhu kunoita vanhu.
bvumisa
Kubvumisa munhu kumuudza kana kumuitira zvaanotendeseka nazvo.
bvumo
Bvumo chiratidzo chokuwirirana nezvinenge zvaitwa kana kutaurwa.
Swipe for the next word