Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bvumirano kuwirirana pamusoro pechimwe chinhu kunoita vanhu.
1
Bvumirano kuwirirana pamusoro pechimwe chinhu kunoita vanhu.
Takaita bvumirano yekuti aizondivakira imba yangu ini ndichimupa chiuru chemadhora.
Bvumirano kuwirirana pamusoro pechimwe chinhu kunoita vanhu.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bvumisa
Kubvumisa munhu kumuudza kana kumuitira zvaanotendeseka nazvo.
VerengaSwipe for the next word