KwaunobvaDuramazwiBbvunda

Duramazwi

bvunda

-dedera-ngwenda-huta-kweta-zuzuma-zhara-

Zvinoreva

Kubvunda kutambatamba kana kuzunguzika kunoita muviri pamusana pokutya kana kutonhorwa.

1

Kubvunda kutambatamba kana kuzunguzika kunoita muviri pamusana pokutya kana kutonhorwa.

Abatwa nechando, saka ava kubvunda.

Kubvunda-bvunda kutyira kuti zvinhu zvingangotadza kufamba nenzira yakatarisirwa kunoita kuti munhu atadze kugadzikana.

Arikuhope ikoko akazongokaruka amuka ndokugara akazembera headboard achibvunda nekutya.

Zvakafanana

-dedera · -ngwenda · -huta · -kweta · -zuzuma · -zhara-

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvunde

Bvunde rudzi rwembeu inokwanisa kurarama pasina mvura yakawanda, inoita vana pamichekechera semhunga.

Verenga

Swipe for the next word