Duramazwi
mupfundegangara
Zvinoreva
Bvunde rudzi rwembeu inokwanisa kurarama pasina mvura yakawanda, inoita vana pamichekechera semhunga.
1

Bvunde ndechinobuda kana zvirimwa zvakaita sepwa kana mhunga zvatumbuka.

Mhunga chirimwa chinokura munzvimbo dzine mvura shoma, chinoreba choita bvunde rinoita vana vanogona kuitiswa upfu kana mamera.
2
Bvunde ndechinobuda kana zvirimwa zvakaita sepwa kana mhunga zvatumbuka.
Zvakafanana
mupfunde · gangara
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bvundira
Kubvundira kumutsa havi yekuda kurara nemukadzi kana murume.
VerengaSwipe for the next word