Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bvumo chiratidzo chokuwirirana nezvinenge zvaitwa kana kutaurwa.
1
Bvumo chiratidzo chokuwirirana nezvinenge zvaitwa kana kutaurwa.
Bvumo chiratidzo chokuwirirana nezvinenge zvaitwa kana kutaurwa.
Rubvumo kubvisa zvingaita semari, kuri kuratidza kuti watenda mhosva yawakapara.
Rubvumo kutaura wega zvawakangisa, uchitsvaka kuregererwa.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bvunda
Kubvunda kutambatamba kana kuzunguzika kunoita muviri pamusana pokutya kana kutonhorwa.
VerengaSwipe for the next word