Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bvundu imvura ine madhaka kana marara.
Kuti bvundu kukodzonga zvinhu zvakaita mvura mvura zvanga zvakagadzikana, zvekuti zviri pasi zvinopedzisira zvakwira kumusoro.

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bvundudza
Kubvundudza kukodzonga mvura ine madhaka kuti tsvina iri pasi ikwire pamusoro.
VerengaSwipe for the next word