Duramazwi
Zvinoreva
Kubvundunura zvinhu zvakarongedzwa kuzvikanganisa mamiriro azvo uchitsvaga chimwe chinhu.
1
Kubvundunura zvinhu zvakarongedzwa kuzvikanganisa mamiriro azvo uchitsvaga chimwe chinhu.
2
Kubvundunura kuburitsa kana kuwana chinhu changa chakavigwa.
N'anga inokwanisa kubvundunura zvakavanzika.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bvundunyura
Kuzungunusa chinhu nenzira yekuvharidzirwa.
VerengaSwipe for the next word