KwaunobvaDuramazwiBbvundura

Duramazwi

bvundura

Zvinoreva

Kubvundura kukava munhu kana mhuka mudumbu nesimba uye zvinorwadza.

1

Kubvundura kukava munhu kana mhuka mudumbu nesimba uye zvinorwadza.

Panganai akaibvundura padumbu Forosi ikarusimudzira rwokurima.

Kubvundura kukava munhu kana mhuka mudumbu nesimba uye zvinorwadza.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvunganisa

Kubvunganisa zvinhu kuzviisa pamwe chete.

Verenga

Swipe for the next word