KwaunobvaDuramazwiBbvungapfunga

Duramazwi · zita

bvungapfunga

fog

Zvinoreva

Bvungapfunga utsi kana mhute inenge yakafukidza chinzvimbo zvakanyanya zvekutadzisa kuona zviri chinhambwe.

1

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvungo

Bvungo imhuka yomusango yakaenzana nekiti asi ichinge hovo, ine mavara machena nematema uye inonhuhwa chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word