KwaunobvaDuramazwiMmvondwe

Duramazwi · zita

mvondwe

Zvinoreva

Mvondwe imvura yemudziva kana pamwewo panhu yakasviba nokuda kokuti yavhundurwa ikasangana netsvina yanga iri pasi.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mvongamupopoto

Uku kukakavadzana kune ruzha mukati, kunenge kuchii-twa nevanhu vakawanda.

Verenga

Swipe for the next word