Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uku kukakavadzana kune ruzha mukati, kunenge kuchii-twa nevanhu vakawanda.
1
Uku kukakavadzana kune ruzha mukati, kunenge kuchii-twa nevanhu vakawanda.
Aya maitiro omunhu anotanga mvongamupopoto pane vanhu achiziva kuti havazoregi achirohwa nevaanenge akanganisirana navo.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mvongwe
Mvongwe imvura yakabvongodzeka, yava netsvina.
VerengaSwipe for the next word