Duramazwi
Zvinoreva
Kana ukamvonyera nhumbi mumvura unenge wangodzikanda dzakawanda panguva imwe chete, uye waita zvokudzitsimbirira kuti dzinyure kana kunyorova.
1

Kana ukamvonyera munhu unenge wamushaisa mukana wokubudisa pfungwa dzake kana chokwadi chezvinenge zvaitika.
2

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mvoo
Kuti mvoo kunyika chinhu mumvura chichibva chanyura chose.
VerengaSwipe for the next word