KwaunobvaDuramazwiMmvu

Duramazwi

mvu

Zvinoreva

Kuti mvu kudonhera pasi zvinyoronyoro kunoita zvinhu zvakaita sezvipfeko.

1

Kana munhu akazviti mvu mvu mvu nejira kana mucheka anenge akazvifukidza muviri wose.

Bhagidhi mudziyo wesimbi unochereswa mvu kana kutakuriswa zvinhu.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mvu mvu mvu

Kana munhu akazviti mvu mvu mvu nejira kana mucheka anenge akazvifukidza muviri wose.

Verenga

Swipe for the next word