KwaunobvaDuramazwiMmvonya

Duramazwi

mvonya

Zvinoreva

Kutswinya.

1

Kutswinya.

Kumvonya kunyika nhumbi kana zvimwewo zvinhu mumvura uchiita zvokuzvifonyedzera.

2

Kumvonya kunyika nhumbi kana zvimwewo zvinhu mumvura uchiita zvokuzvifonyedzera.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mvonyera

Kana ukamvonyera nhumbi mumvura unenge wangodzikanda dzakawanda panguva imwe chete, uye waita zvokudzitsimbirira kuti dzinyure kana kunyorova.

Verenga

Swipe for the next word