KwaunobvaDuramazwiBbvuma

Duramazwi · chiito

bvuma

acknowledge · admit · capitulate · submit · accept · agree

-tenda

Zvinoreva

Kubvuma kuwirirana nezvaunege wanzwa kana kuti zwawazoziva.

1

Kubvuma kuwirirana nezvaunege wanzwa kana kuti zwawazoziva.

Bvuma kuti hauchakwanise kundiita zvaunoda sezvaiitwa vanamai vedu.

Sahwira, bvuma chete kuti wangu mudzimai akapfuura wako runako.

Maitakue vakasvika kumapurisa kwave kubvuma kuti ndivo vainge varova murume wavo.

2

Kana chinhu changa chichimbokunetsa chazobvuma chinenge chazoitika. Tambo iya yanga ichiramba kududunuka yazobvuma zvandaida manje.

3

Kudavira.

Zvakafanana

-tenda

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word