Duramazwi
Zvinoreva
Kubvumba kutevedza hwema hwemhuka kunoitwa nembwa kana ichivhima.
Kana mvura ichibvumba inenge ichidonha madonhwe asina kunyanya kukura uye ichinaya kwenguva refu.

ChiBvumba chikamu chebazi reChiManyika, remutauro weChiShona.

Zvakafanana
-ronda
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bvumbana
Kubvumbana kuvhiringika musoro zvokutadza kuziva zvokuita.
VerengaSwipe for the next word