Duramazwi · chiito
pupura
confess
Duramazwi · chiito
confess
Kupa umboo.
farira kana kushora chimwe chinhu chaunoona sechisina kukosha.
Kupa umboo.
Panosimuka hama dzichipupura kudai inzira yokuedza kubatanidza vapenyu nevashakabvu, zvichibatsira kusiya vanhu vabatanidzwa pamwe chete.
Kana munhu achivirima padare anenge achipupura nyaya yake, zvikuru achipikisa zvinenge zvataurwa.
Kana u-chipupura unenge uchitendera kuti zvataurwa nemumwe munhu kuti ndizvo zvawakaita kana kuti zvakaitika.

PachiKristu kana munhu achipupura anenge achitaura zvakanakira chitendero chake nekuti upenyu hwake hwachinja zvakanaka sei zvaava mutenderi.
farira kana kushora chimwe chinhu chaunoona sechisina kukosha.
Panosimuka hama dzichipupura kudai inzira yokuedza kubatanidza vapenyu nevashakabvu, zvichibatsira kusiya vanhu vabatanidzwa pamwe chete.
Kana munhu achivirima padare anenge achipupura nyaya yake, zvikuru achipikisa zvinenge zvataurwa.
Kana u-chipupura unenge uchitendera kuti zvataurwa nemumwe munhu kuti ndizvo zvawakaita kana kuti zvakaitika.
-fakaza
Duramazwi
01 / 03pupurira
Kana ukapupurira munhu ari kupomerwa mhosva unenge wapa umboo hunotaridza kuti nyakupomerwa haana kuipara.
VerengaSwipe for the next word