Duramazwi
Zvinoreva
Kana ukapupurira munhu ari kupomerwa mhosva unenge wapa umboo hunotaridza kuti nyakupomerwa haana kuipara.
1

Kureverera munhu kumupupurira kuti anenge asina kupara mhosva.
Kana ukapupurira munhu ari kupomerwa mhosva unenge wapa umboo hunotaridza kuti nyakupomerwa haana kuipara.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pupururu
Kana munhu achinzi akati pupururu zvinenge zvichireva kuti akapusa.
VerengaSwipe for the next word