KwaunobvaDuramazwiPpura

Duramazwi

pura

-rinha

Zvinoreva

Kutaka kana kurova zvakasimba.

1

Kutaka kana kurova zvakasimba.

Huro yaTanaka yakaramba kumedzeka sadza asi Tadiwa akari pura zvisina mudzimu akamboita.

BaTakue vakamira havo panze mvura ikava pura zvisingaite varipo ipapo.

Kana munhu achiti ari kupura mari anenge awana nzira yokuiwana yakawanda.

2

Kupura kurova mbeu kuitira kuti tsanga dzibude mumakoto.

3

Kana vanhu vachiti pamwaka iwoyo vakapura vanenge vakawana mbeswa dzakawanda muminda yavo.

4

Kupura mhuka kana munhu kumurova zvikuru.

5

Kana munhu achiti ari kupura mari anenge awana nzira yokuiwana yakawanda.

Zvakafanana

-rinha

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

puragi

Puragi kamudziyo kemagetsi kanosungirirwa kumadziro, kane maburi anopfekedzerwa midziyo yemagetsi kuti igone kudhonzamotto.

Verenga

Swipe for the next word