Duramazwi03 / 03pupuriraKana ukapupurira munhu ari kupomerwa mhosva unenge wapa umboo hunotaridza kuti nyakupomerwa haana kuipara.Verenga→