Duramazwi
bweka
-bwenda
Duramazwi
Kubweka kubvunda nemhaka yekutya.
Kubweka kubvunda nemhaka yekutya.
Kana munhu achinzi ambweka anenge asvika panguva yekuti zvinhu zvamuomera haachazivi zvekuita.
Kana munhu achibweka anenge achitaura zvaanoziva, zvaakanganisa.
Kana munhu achibweka anenge achitaura zvaanoziva, zvaakanganisa.
-bwenda
Duramazwi
01 / 03bwenda
Kubwenda kuratidza kutya kukuru kunyanya pakurwa.
VerengaSwipe for the next word