KwaunobvaDuramazwiSsiya

Duramazwi · chiito

siya

abandon · exclude · leave · omit · quit

Zvinoreva

Kusapedza kana kupedzeredza.

1

Kusapedza kana kupedzeredza.

2

Kusiya kubva usina kutora munhu kana chinhu.

Shamwari, handina kusiya kepisi yangu kumba kwako here?

3

Kusiya kukunda munhu pakumhanya.

Edhiwati akasiya vanhu sevamire pamakwikwi okumhanya.

4

Kusiya kurega kuita chimwe chinhu chawaisomboita.

Baba vakati zvedoro ndakasiya kare.

5

Kusiya chinhu panzira kuchiita nekuzochirega chisati chasvika kwachinofanira kusvika.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

siya hope

Kana munhu achisiya hope pamusha anenge ararapo kuratidza rudo rwake nevanhu vepo.

Verenga

Swipe for the next word