KwaunobvaDuramazwiTtisiya

Duramazwi

tisiya

-tungamira-pfuura-enda

Zvinoreva

Kana panhamo munhu achinzi atisiya zvinenge zvichireva kuti anenge afa.

1

Kana panhamo munhu achinzi atisiya zvinenge zvichireva kuti anenge afa.

Pastor vakaedza kurimhanyisa but zvakaramba nekuti benzi ndakatouruka fence kwakutiza richitisiya tese takagoshama miromo.

Apa ndipo pane simba redu semhuri kuti hatigone kuregerera vamwe vachichema hama inenge yatisiya.

Kana panhamo munhu achinzi atisiya zvinenge zvichireva kuti anenge afa.

Zvakafanana

-tungamira · -pfuura · -enda

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tisva

Kuti tisva kupinda mukati kwechinhu mushure mekunge chaboora chinhu chakanyorovera.

Verenga

Swipe for the next word