KwaunobvaDuramazwiTtisvikewo

Zvinoreva

Iri izwi rinoshandiswa kana munhu achisvika pamusha pasiri pake senzira yokuti vari pamusha apa vamunzwe vagomuchingamidza.

1

Iri izwi rinoshandiswa kana munhu achisvika pamusha pasiri pake senzira yokuti vari pamusha apa vamunzwe vagomuchingamidza.

Nekuno izwi rinoshandiswa kureva kuti tisvikewo, kana pakumhoresa vanhu.

Zvakafanana

vepano

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tita

Kurita kumhanya mutunhu murefu usina kumbomira.

Verenga

Swipe for the next word