Duramazwi02 / 03siya hopeKana munhu achisiya hope pamusha anenge ararapo kuratidza rudo rwake nevanhu vepo.Verenga→
Duramazwi03 / 03siya ngoma ichiriraKusiya ngoma ichirira kuzvibvisa panhu kana kuzviuraisa nezvinhu zvenhando.Verenga→