KwaunobvaDuramazwiSsiwichi

Duramazwi · zita

siwichi

Zvinoreva

Siwichi chinhu chaunodinhura kuti magetsi ashande kana kumira kushanda.

1

Siwichi chinhu chaunodinhura kuti magetsi ashande kana kumira kushanda.

Kana uchidhingura magetsi unenge uchitsenhura siwichi kuti achirega kushanda.

Siwichi chinhu chaunodinhura kuti magetsi ashande kana kumira kushanda.

Bhatani rudzi rwesiwichi, kazhinji yakaita kadenderedzwa, kanoti ukabaya konyura mukati, mudziyo wacho wobva watanga kushanda namagetsi.

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word