Duramazwi · zita
Zvinoreva
Siwiti kudya kunotapira, kunogadzirwa neshuga yakatsindirwa kuita kagodo.
1
Siwiti kudya kunotapira, kunogadzirwa neshuga yakatsindirwa kuita kagodo.
Siwiti kudya kunotapira, kunogadzirwa neshuga yakatsindirwa kuita kagodo.
Kana uchisvisvina sezvakaita siwiti kana mamwe mapiritsi unenge wazviisa mukanwa zvino watanga kuzvinanzva kusvika zvanyunguduka zvese.
Kasikana kaiti gwegwedu gwegwedu masiwiti.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03Siwizarendi
switzerland
VerengaSwipe for the next word