KwaunobvaDuramazwiCchihwitsi

Zvinoreva

Chihwitsi kagodo kezvimwe zvakasanganiswa neshuga kanowanzodyiwa munhu achiita zvokumunyungira.

1

Chihwitsi kagodo kezvimwe zvakasanganiswa neshuga kanowanzodyiwa munhu achiita zvokumunyungira.

Paakachinzi ataure nezvoupenyu hwake akatanga kutsenga tsenga chihwitsi.

Chifani chihwitsi chidikidiki chakatenderera, chinowanikwa mumarudzi akawanda.

Shebheti chihwitsi chakareburuka, chitsvuku, chinoputirwa pamwe neupfu huchena hunotapira.

Zvakafanana

siwiti

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word