Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chihwerure chitemhe chakachekererwa, choboorwa maburi maviri anoiswa tambo nomukati, dzinozodhonzewa kunze mativi ose, wambomonya uchitambisa kuti vhiriri vhiriri.
Chihwerure i jee kana kuti musara kana kutsvinyirana kunoita vanhurume padoro, zvikurukuru pajakwara.

Kubva ndizvo zvawaivavarira zvokutiparira ngozi!" VaChihwerure vakambomira kuchema vachifura madzihwa.

Zvakafanana
chivhiriri · chihoriro
Zvine chekuita
Chihwerure hachiendi kumba
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chihwiriri
Chihuri.
VerengaSwipe for the next word