KwaunobvaDuramazwiCchii

Duramazwi

chii

what

chinyini

Zvinoreva

Chii izwi rinoshandiswa mumubvunzo, kazhinji uchida kuziva kuti chiri kutaurwa nezvacho chakamira sei.

1

Chii izwi rinoshandiswa mumubvunzo, kazhinji uchida kuziva kuti chiri kutaurwa nezvacho chakamira sei.

Wati chii nenyaya iya?

Ndakatomboedza kumubvunza kuti uri chii but ndikangomubvunza anobva atotsamwa.

Chero neni hameno kuti chakangoita kuti ndiitewo kunge ndisingamuzivi chii?.

Zvakafanana

chinyini

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word