Duramazwi · zita
mazuva
dates · days
Duramazwi · zita
dates · days
Kana munhu akatora mazuva kubasa anenge ambokumbira kumbomira kuenda kubasa achizorora, kufamba kana kuitawo zvimwewo.
Kana munhu akatora mazuva kubasa anenge ambokumbira kumbomira kuenda kubasa achizorora, kufamba kana kuitawo zvimwewo.
Mweya wangu urikuchema mazuva ose nekuda kwako and handisi kuziva kuti chii chirikuitika?.
Akavafukidza kumeso nedehwe rembada ravaigara vakapfeka mazuva ose.
Chokwadi mama kungoti musoro mazuva maviri kwakutofa here munhu aive akangozvisimbira kudaro?.
Duramazwi
01 / 03mazuva ese
everyday
VerengaSwipe for the next word