KwaunobvaDuramazwiZzuva nezuva

Duramazwi · zita

zuva nezuva

daily

Zvinoreva

Kana zvinhu zvichiitika zuva nezuva zvinenge zvichiitika misi yese.

1

Kana zvinhu zvichiitika zuva nezuva zvinenge zvichiitika misi yese.

Kugara akangobvunzwa makuhwa zuva nezuva.

Michato kana wanano zvave parumananzombe zuva nezuva nekuda kwemashoko ari kutenderera panharembozha.

Kwete zvekungondizhambira zuva nezuva, heee handina mari, hee ndichazoona, ndiri kuchengeta mari yekuroora!

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word