Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achinzi akati zuru anenge achiratidza kusagadzikana nokuda kwezvakawanda zvinenge zviri mumusoro make.
1

Kana chinhu kana munhu achinzi rava zuru rapinda nyoka zvinoreva kuti zvaasigona kana kutyisa kwaaiita, nembiri yaaiva nayo zvakapera.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zuru rapinda nyoka
Kana chinhu kana munhu achinzi rava zuru rapinda nyoka zvinoreva kuti zvaasigona kana kutyisa kwaaiita, nembiri yaaiva nayo zvakapera.
VerengaSwipe for the next word