Duramazwi · zita
Zvinoreva
Zunzu chitsama chembeu chinenge chiri paguyo chichida kukuyiwa.
1
Zunzu chitsama chembeu chinenge chiri paguyo chichida kukuyiwa.
Zunzu chitsama chembeu chinenge chiri paguyo chichida kukuyiwa.
Kana zvinhu zviine unzunzu zvinenge zvichisekesa.
Dzunzu rumwe rudzi rwechikwenzi chinotandira chichiita makushe anoshandiswa kusunga mbudzi, kana zvimwe zvipfuwo zvidiki.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zuru
Kana munhu achinzi akati zuru anenge achiratidza kusagadzikana nokuda kwezvakawanda zvinenge zviri mumusoro make.
VerengaSwipe for the next word