Duramazwi
zunza
shake
Duramazwi
shake
Kumwiza-mwiza chinhu mumhepo.
Kumwiza-mwiza chinhu mumhepo.
Kanobuda kachingozunza musoro kachitaura koga.
Kudzungudza kuzunza musoro uchiratidza kusada kana kusawirirana nechimwe chinhu.
Kuzunza kufambisa-fambisa chinhu uchigwinha-gwinha chichienda uku nekoko kana kuti mberi neshure.
Kana vanhu vachisakura vachizunza sora rakaita setsangadzi vanenge vachirimwaza-mwaza kubisa ivhu, kuti risasare richibata pakare.
Kana munhu akazunza musoro anenge achiratidza kushamisika, kukatyamadzwa kusvora kana kuramba zvinenge zvichiitika.
Kana munhu achiti azunza homwe anenge apedzeredza mari yose yaanga anayo.
-zuwa
Duramazwi
01 / 03zunzu
Zunzu chitsama chembeu chinenge chiri paguyo chichida kukuyiwa.
VerengaSwipe for the next word